musicas.mus.br

Letras de músicas - letra de música - letra da música - letras e cifras - letras traduzidas - letra traduzida - lyrics - paroles - lyric - canciones - MUFARO - TAKURA - música e letra

Utilize o abecedário abaixo para abrir as páginas de letras dos artistas

A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z

Mufaro letra


Mwari wangu iwe
Mwari wangu iwe
Oohhh
Vana vako iwe
Vana vako iwe
Tachemaaa

Inga wani makati imimi
You'll never be forsaken
You said that I should wait here
For you (God I've been waiting so long)
Sometimes I feel like hamu kendenge
I really hope you hear this prayer
Lord I really hope I make it there
I really hope you handle this pain

Mwari wangu chitai yamunoda (haaa)
Izwi renyu ndiro rondo vimbaaa (haaa)
Pandofamba munzira ine minzwaaa
Iye wotii iye wotii iye wotii

Mufaro uchauya mangwanani
Waka pona kangani
Mwari anoziva zviri mukati
Ndiye anoziva zvese

Ndiye (haaa)
Ndiye
Ndiye (haaa)
Ndiye
Ndiye anoziva zvese
Siya mumaoko ake
Heyaaa

Mwari wangu iwe
Vana vako iwe
Usati rasise
Usati kanganwe
Pa zimbabwe iwe
Tachemaaa
Lord are you there er er er
Ndabvunza mubvunzo one one one
Na rini tichi chemaaa (haaa)
Tamirira mhinduro yenyu
Isheee

Mwari wangu chitai yamunoda (haaa)
Izwi renyu ndiro rondo vimbaaa (haaa)
Pandofamba munzira ine minzwaaa
Iye wotii iye wotii iye wotii

Mufaro uchauya mangwanani
Waka pona kangani
Mwari anoziva zviri mukati
Ndiye anoziva zvese

Ndiye (haaa)
Ndiye
Ndiye (haaa)
Ndiye
Ndiye anoziva zvese
Siya mumaoko ake
Heyaaa8

Takura - Letras

top 30 músicas

©2003 - 2024 - musicas.mus.br